Johani 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chiedza chechokwadi+ chinovhenekera+ vanhu vemarudzi ose+ chakanga chava kuda kuuya munyika.