VaHebheru 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo aisungirwa kuti ave se“hama” dzake muzvinhu zvose,+ kuti ave mupristi mukuru ane ngoni uye akatendeka muzvinhu zvine chokuita naMwari,+ kuti ape chibayiro+ chokuyananisira zvivi zvevanhu.+ VaHebheru 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kazhinji kubva pakuvambwa+ kwenyika. Asi zvino akazviratidza pachena+ kamwe chete+ zvachose pakuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho+ kuti abvise chivi nokuzviita chibayiro kwake.+
17 Naizvozvo aisungirwa kuti ave se“hama” dzake muzvinhu zvose,+ kuti ave mupristi mukuru ane ngoni uye akatendeka muzvinhu zvine chokuita naMwari,+ kuti ape chibayiro+ chokuyananisira zvivi zvevanhu.+
26 Kudai zvakanga zvakadaro, aizofanira kutambura kazhinji kubva pakuvambwa+ kwenyika. Asi zvino akazviratidza pachena+ kamwe chete+ zvachose pakuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho+ kuti abvise chivi nokuzviita chibayiro kwake.+