Eksodho 33:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Iye akatiwo: “Haukwanisi kuona chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona akararama.”+ Johani 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Hapana munhu akamboona Mwari chero panguva ipi zvayo;+ mwari akaberekwa ari mumwe oga+ ari panzvimbo yepachipfuva+ chaBaba ndiye akamutsanangura.+ Johani 4:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Mwari Mudzimu,+ uye vanomunamata vanofanira kunamata nomudzimu nechokwadi.”+ Johani 5:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Uyewo, Baba vakandituma vakandipupurira.+ Hamuna kumbonzwa inzwi ravo chero panguva ipi zvayo kana kuona zvavakaita;+ Johani 6:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Hakusi kuti pane munhu akaona Baba,+ kunze kwouya anobva kuna Mwari; iyeyu ndiye akaona Baba.+
18 Hapana munhu akamboona Mwari chero panguva ipi zvayo;+ mwari akaberekwa ari mumwe oga+ ari panzvimbo yepachipfuva+ chaBaba ndiye akamutsanangura.+
37 Uyewo, Baba vakandituma vakandipupurira.+ Hamuna kumbonzwa inzwi ravo chero panguva ipi zvayo kana kuona zvavakaita;+