VaRoma 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+ VaEfeso 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Tinosunungurwa norudzikinuro neropa+ rake pachishandiswa iye, chokwadi, iko kukanganwirwa+ kwokudarika kwedu, maererano noukuru hwomutsa waMwari usina kukodzera kuwanwa.+ VaHebheru 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+
25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+
7 Tinosunungurwa norudzikinuro neropa+ rake pachishandiswa iye, chokwadi, iko kukanganwirwa+ kwokudarika kwedu, maererano noukuru hwomutsa waMwari usina kukodzera kuwanwa.+
14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+