Revhitiko 16:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Nokuti muchayananisirwa+ pazuva iroro kuti munzi makachena. Muchava vakachena pazvivi zvenyu zvose pamberi paJehovha.+ Zvakazarurwa 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ no“Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake+—
30 Nokuti muchayananisirwa+ pazuva iroro kuti munzi makachena. Muchava vakachena pazvivi zvenyu zvose pamberi paJehovha.+
5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ no“Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake+—