Dheuteronomi 30:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Nokuti murayiro uyu wandiri kukurayira nhasi hauna kunyanya kukuomera, uyewo hausi kure.+ Mika 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Haiwa iwe munhu wepanyika, iye akakuudza kuti zvakanaka ndezvipi.+ Jehovha anodei kwauri kunze kwokuti ururamisire,+ ude mutsa+ uye uve nomwero+ pakufamba naMwari wako?+
8 Haiwa iwe munhu wepanyika, iye akakuudza kuti zvakanaka ndezvipi.+ Jehovha anodei kwauri kunze kwokuti ururamisire,+ ude mutsa+ uye uve nomwero+ pakufamba naMwari wako?+