Zvirevo 15:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Jehovha ari kure nevakaipa,+ asi anonzwa minyengetero yevakarurama.+ Johani 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Tinoziva kuti Mwari haateereri vatadzi,+ asi kana munhu achitya Mwari uye achiita zvaanoda, anoteerera iyeyu.+
31 Tinoziva kuti Mwari haateereri vatadzi,+ asi kana munhu achitya Mwari uye achiita zvaanoda, anoteerera iyeyu.+