VaGaratiya 6:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Hama, kunyange mumwe munhu akadarika+ asati azviziva, imi mune zvinodiwa zvomudzimu+ edzai kururamisa munhu akadaro nounyoro,+ muchizvichenjerera,+ muchityira kuti nemiwo mungaedzwa.+ 1 Johani 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Munhu wose anoramba ari pamwe+ naye haana tsika yokuita chivi;+ hapana munhu ane tsika yokuita chivi akamuona kana akasvika pakumuziva.+
6 Hama, kunyange mumwe munhu akadarika+ asati azviziva, imi mune zvinodiwa zvomudzimu+ edzai kururamisa munhu akadaro nounyoro,+ muchizvichenjerera,+ muchityira kuti nemiwo mungaedzwa.+
6 Munhu wose anoramba ari pamwe+ naye haana tsika yokuita chivi;+ hapana munhu ane tsika yokuita chivi akamuona kana akasvika pakumuziva.+