Johani 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+
14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+