RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 8:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Ndiani achapa mhosva? Kristu Jesu ndiye akafa, chokwadi, uya akamutswa kubva kuvakafa, ari kuruoko rworudyi+ rwaMwari, uye anotiteterererawo.+

  • VaHebheru 7:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Naizvozvo anokwanisawo kuponesa zvakakwana vaya vanosvika kuna Mwari vachishandisa iye, nokuti anogara ari mupenyu kuti ateterere nokuda kwavo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe