Revhitiko 19:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera vanakomana vevanhu vokwako mafi;+ ida wokwako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha. Dheuteronomi 6:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo+ wako wose nomweya+ wako wose nesimba+ rako rose. Johani 13:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Ndiri kukupai murayiro mutsva, kuti mudanane; sokuda kwandakakuitai,+ kuti nemiwo mudanane.+
18 “‘Usatsiva+ kana kuchengetera vanakomana vevanhu vokwako mafi;+ ida wokwako sezvaunozviita.+ Ndini Jehovha.