VaRoma 13:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Usiku hwafamba; kwava kuda kuedza.+ Naizvozvo ngatibvisei mabasa erima+ uye ngatishongei zvombo+ zvechiedza. 1 VaTesaronika 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 nokuti imi mose muri vanakomana vechiedza+ nevanakomana vemasikati.+ Isu hatisi vousiku kana verima.+
12 Usiku hwafamba; kwava kuda kuedza.+ Naizvozvo ngatibvisei mabasa erima+ uye ngatishongei zvombo+ zvechiedza.
5 nokuti imi mose muri vanakomana vechiedza+ nevanakomana vemasikati.+ Isu hatisi vousiku kana verima.+