Johani 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chiedza chechokwadi+ chinovhenekera+ vanhu vemarudzi ose+ chakanga chava kuda kuuya munyika. Johani 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.” VaKorose 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti zvinhu izvozvo mumvuri+ wezvinhu zvichauya, asi chinhu chacho chaicho+ ndechaKristu.+
12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.”