-
Judha 4Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
4 Chikonzero changu ndechokuti vamwe vanhu vakapinda pakati pedu vachiverevedza,+ vaya vakatemerwa+ kutongwa+ uku kare kare neMagwaro, vanhu vasingadi Mwari,+ vachichinja mutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari wedu kuti vazvipembedze kuita mufambiro wounzenza,+ vachiramba+ Tenzi+ wedu chete uye Ishe,+ Jesu Kristu.
-