1 Johani 3:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvakare, uyo anochengeta mirayiro yake anoramba ari pamwe naye, uye iye ari pamwe nomunhu akadaro;+ neizvi tinoziva kuti ari kuramba ari pamwe nesu,+ nokuda kwomudzimu+ waakatipa.
24 Zvakare, uyo anochengeta mirayiro yake anoramba ari pamwe naye, uye iye ari pamwe nomunhu akadaro;+ neizvi tinoziva kuti ari kuramba ari pamwe nesu,+ nokuda kwomudzimu+ waakatipa.