Genesisi 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 haana kutombofarira Kaini nechinopiwa chake.+ Kaini akatsamwa kwazvo,+ chiso chake chikatanga kusuruvara. Genesisi 4:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pashure paizvozvo Kaini akati kuna Abheri munun’una wake: “Handei kusango.” Naizvozvo pavakanga vari kusango Kaini akarwisa Abheri munun’una wake, akamuuraya.+ 1 Johani 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 hatifaniri kuita saKaini, akabva kune akaipa, akaponda+ munun’una wake. Akamuponderei? Nokuti mabasa ake akanga akaipa,+ asi aya omunun’una wake akanga akarurama.+
5 haana kutombofarira Kaini nechinopiwa chake.+ Kaini akatsamwa kwazvo,+ chiso chake chikatanga kusuruvara.
8 Pashure paizvozvo Kaini akati kuna Abheri munun’una wake: “Handei kusango.” Naizvozvo pavakanga vari kusango Kaini akarwisa Abheri munun’una wake, akamuuraya.+
12 hatifaniri kuita saKaini, akabva kune akaipa, akaponda+ munun’una wake. Akamuponderei? Nokuti mabasa ake akanga akaipa,+ asi aya omunun’una wake akanga akarurama.+