RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 22:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Ngirozi yaJehovha yakabva yati kwaari: “Waroverei mbongoro yako hadzi katatu aka? Tarira! Ini—iyeni ndauya kuzokudzivisa, nokuti nzira yako inopesana chose nezvandinoda.+

  • Dheuteronomi 23:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Jehovha Mwari wako haana kuda kuteerera Bharami;+ asi Jehovha Mwari wako akachinja kutuka kwacho kuti kuve chikomborero+ kwauri, nokuti Jehovha Mwari wako aikuda.+

  • 2 Petro 2:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Ivo vakatsauswa, zvavakasiya nzira yakarurama. Vakatevera nzira yaBharami,+ mwanakomana waBheori, uyo akada mubayiro wokuita zvakaipa,+

  • Zvakazarurwa 2:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “‘Kunyange zvakadaro, ndine zvinhu zvishomanana zvandinopesana newe, kuti ikoko une vaya vanobatisisa dzidziso yaBharami,+ uya akatanga kudzidzisa Bharaki+ kuisa chinhu chinogumbura pamberi pevanakomana vaIsraeri, kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori uye kuti vaite ufeve.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe