2 VaTesaronika 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ngaparege kuva nomunhu anokunyengedzai chero nenzira ipi zvayo, nokuti haringauyi kunze kwokunge kutsauka pakutenda+ kwatanga kuuya uye munhu asingateereri mutemo+ aratidzwa,+ iye mwanakomana wokuparadzwa.+ 1 Timoti 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Himeniyo+ naArekizanda+ ndivo vamwe vaivava, uye ndakavaisa kuna Satani+ kuti vadzidziswe vachiita zvokurangwa kuti varege kumhura.+ 2 Timoti 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi ramba kutaura kusina zvakunobatsira kunoshatisa zvinhu zvitsvene;+ nokuti vacharamba vachiwedzera pakusada Mwari,+
3 Ngaparege kuva nomunhu anokunyengedzai chero nenzira ipi zvayo, nokuti haringauyi kunze kwokunge kutsauka pakutenda+ kwatanga kuuya uye munhu asingateereri mutemo+ aratidzwa,+ iye mwanakomana wokuparadzwa.+
20 Himeniyo+ naArekizanda+ ndivo vamwe vaivava, uye ndakavaisa kuna Satani+ kuti vadzidziswe vachiita zvokurangwa kuti varege kumhura.+
16 Asi ramba kutaura kusina zvakunobatsira kunoshatisa zvinhu zvitsvene;+ nokuti vacharamba vachiwedzera pakusada Mwari,+