Zvakazarurwa 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ane nzeve ngaanzwe+ zvinotaura mudzimu+ kuungano, kuti: Anokunda+ haangambokuvadzwi norufu rwechipiri.’+ Zvakazarurwa 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Munhu ane mugove pakumuka kwokutanga anofara+ uye mutsvene;+ rufu rwechipiri+ haruna simba+ pana ivava, asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho ane chiuru.+ Zvakazarurwa 21:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi kana dziri mbwende nevaya vasina kutenda+ nevanonyangadza mutsvina yavo+ nemhondi+ nezvifeve+ nevaya vanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori+ nevarevi venhema+ vose, mugove wavo uchava mugungwa rinopfuta moto+ nesarufa.+ Iri rinomirira rufu rwechipiri.”+
11 Ane nzeve ngaanzwe+ zvinotaura mudzimu+ kuungano, kuti: Anokunda+ haangambokuvadzwi norufu rwechipiri.’+
6 Munhu ane mugove pakumuka kwokutanga anofara+ uye mutsvene;+ rufu rwechipiri+ haruna simba+ pana ivava, asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho ane chiuru.+
8 Asi kana dziri mbwende nevaya vasina kutenda+ nevanonyangadza mutsvina yavo+ nemhondi+ nezvifeve+ nevaya vanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori+ nevarevi venhema+ vose, mugove wavo uchava mugungwa rinopfuta moto+ nesarufa.+ Iri rinomirira rufu rwechipiri.”+