Isaya 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi achatongera vakaderera nokururama,+ uye achatsiura nokururama nokuda kwevanyoro venyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake;+ uye achauraya munhu akaipa nomudzimu wemiromo yake.+
4 Asi achatongera vakaderera nokururama,+ uye achatsiura nokururama nokuda kwevanyoro venyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake;+ uye achauraya munhu akaipa nomudzimu wemiromo yake.+