Zvakazarurwa 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Iye akasununguka mwanakomana,+ munhurume, achafudza marudzi ose netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akatorwa, akaendeswa kuna Mwari nokuchigaro chake choumambo.+ Zvakazarurwa 19:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mumuromo make makabuda bakatwa refu+ rakapinza, kuti ateme marudzi naro, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Iye anotsikawo chisviniro chewaini+ yokutsamwa kwehasha dzaMwari+ Wemasimbaose.
5 Iye akasununguka mwanakomana,+ munhurume, achafudza marudzi ose netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akatorwa, akaendeswa kuna Mwari nokuchigaro chake choumambo.+
15 Mumuromo make makabuda bakatwa refu+ rakapinza, kuti ateme marudzi naro, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Iye anotsikawo chisviniro chewaini+ yokutsamwa kwehasha dzaMwari+ Wemasimbaose.