VaRoma 2:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nokuti anonzi muJudha haasi uya akadaro nechokunze,+ uye kudzingiswa hakusi kuya kwokunze kunoitwa panyama.+ Zvakazarurwa 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 ‘Ndinoziva kutambudzika nourombo hwako—asi uri mupfumi+—uye ndinoziva kumhurwa kwaunoitwa nevaya vanozviti vaJudha,+ kunyange ivo vasiri asi vari sinagogi raSatani.+
28 Nokuti anonzi muJudha haasi uya akadaro nechokunze,+ uye kudzingiswa hakusi kuya kwokunze kunoitwa panyama.+
9 ‘Ndinoziva kutambudzika nourombo hwako—asi uri mupfumi+—uye ndinoziva kumhurwa kwaunoitwa nevaya vanozviti vaJudha,+ kunyange ivo vasiri asi vari sinagogi raSatani.+