VaHebheru 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 asi Kristu akanga akatendeka soMwanakomana+ pakutarisira imba yaIyeye. Isu tiri imba yaIyeye,+ kana tikabatisisa rusununguko rwedu rwokutaura uye tikaita kuti kuzvirumbidza kwedu pamusoro petariro kuve kwakasimba kusvikira kumugumo.+ Zvakazarurwa 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ no“Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake+—
6 asi Kristu akanga akatendeka soMwanakomana+ pakutarisira imba yaIyeye. Isu tiri imba yaIyeye,+ kana tikabatisisa rusununguko rwedu rwokutaura uye tikaita kuti kuzvirumbidza kwedu pamusoro petariro kuve kwakasimba kusvikira kumugumo.+
5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ no“Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake+—