Johani 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+ Zvakazarurwa 19:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino ndakaona denga rakavhurika, uye, tarira! kwaiva nebhiza jena.+ Akanga akaritasva anonzi Akatendeka+ uye weChokwadi,+ anotonga uye anorwa zvakarurama.+
14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+
11 Zvino ndakaona denga rakavhurika, uye, tarira! kwaiva nebhiza jena.+ Akanga akaritasva anonzi Akatendeka+ uye weChokwadi,+ anotonga uye anorwa zvakarurama.+