Zvirevo 8:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Jehovha akandisika kuti ndivepo sokutanga kwenzira yake,+ wokutanga-tanga pamabasa ake ekare kare.+ VaKorose 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Iye ndiye mufananidzo+ waMwari asingaoneki,+ dangwe+ rezvisikwa zvose;
22 “Jehovha akandisika kuti ndivepo sokutanga kwenzira yake,+ wokutanga-tanga pamabasa ake ekare kare.+