1 Johani 5:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 nokuti zvinhu zvose zvakaberekwa+ naMwari zvinokunda nyika.+ Uku ndiko kukunda+ kwatakakunda+ nyika nakwo, iko kutenda kwedu.+ Zvakazarurwa 2:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Iye anokunda ochengeta mabasa angu kusvikira pakuguma+ ndichamupa simba pamusoro pemarudzi,+ Zvakazarurwa 12:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakamukunda+ nokuda kweropa reGwayana+ uye nokuda kweshoko ravaipupura+ nezvaro, uye havana kuda mweya+ yavo kunyange pakutarisana norufu.
4 nokuti zvinhu zvose zvakaberekwa+ naMwari zvinokunda nyika.+ Uku ndiko kukunda+ kwatakakunda+ nyika nakwo, iko kutenda kwedu.+
11 Vakamukunda+ nokuda kweropa reGwayana+ uye nokuda kweshoko ravaipupura+ nezvaro, uye havana kuda mweya+ yavo kunyange pakutarisana norufu.