-
Dhanieri 12:7Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
7 Ndakanzwa murume akanga akapfeka nguo yerineni, akanga ari pamusoro pemvura yorwizi, sezvaakasimudzira ruoko rwake rworudyi noruoko rwake rworuboshwe kumatenga, akapika+ naIye mupenyu nokusingagumi+ achiti: “Zvichava zvenguva imwe chete yakatarwa, nedzimwe nguva dzakatarwa nehafu.+ Kana kuputswa-putswa kwesimba revanhu vatsvene kwangopedzwa,+ zvinhu zvose izvi zvichaguma.”
-