Mateu 5:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga. Zvakazarurwa 14:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 ichiti nenzwi guru: “Ityai Mwari+ mumukudze,+ nokuti awa yokutonga kwake yasvika,+ naizvozvo namatai Iye akasika+ denga nenyika negungwa nezvitubu zvemvura.”+
16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga.
7 ichiti nenzwi guru: “Ityai Mwari+ mumukudze,+ nokuti awa yokutonga kwake yasvika,+ naizvozvo namatai Iye akasika+ denga nenyika negungwa nezvitubu zvemvura.”+