VaEfeso 3:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 uye ndinofanira kuita kuti vanhu vaone kuti chakavanzika chitsvene+ chinotarisirwa+ sei, chiya chave chakavanzwa muna Mwari akasika zvinhu zvose,+ kubvira kunguva yakapfuura isingagumi. Zvakazarurwa 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uye yakapika naIye anorarama+ nokusingaperi-peri,+ akasika denga nezvinhu zviri mariri nenyika+ nezvinhu zviri mairi negungwa nezvinhu zviri mariri,+ ikati: “Hapazovizve nokunonoka;+
9 uye ndinofanira kuita kuti vanhu vaone kuti chakavanzika chitsvene+ chinotarisirwa+ sei, chiya chave chakavanzwa muna Mwari akasika zvinhu zvose,+ kubvira kunguva yakapfuura isingagumi.
6 uye yakapika naIye anorarama+ nokusingaperi-peri,+ akasika denga nezvinhu zviri mariri nenyika+ nezvinhu zviri mairi negungwa nezvinhu zviri mariri,+ ikati: “Hapazovizve nokunonoka;+