Ruka 18:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Saka, Mwari haangaiti here kuti vakasarudzwa vake vanoshevedzera kwaari masikati nousiku varuramisirwe,+ kunyange achivaitira mwoyo murefu?+ VaHebheru 12:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 mugungano revanhu vose,+ neungano yematangwe+ akanyorwa+ kumatenga, uye Mwari Mutongi wevanhu vose,+ noupenyu hwomudzimu+ hwevanhu vakarurama vakaitwa vakakwana,+ Zvakazarurwa 19:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nokuti kutonga kwake ndokwechokwadi uye kwakarurama.+ Nokuti atonga hure guru rakaodza nyika noufeve hwaro, uye atsiva ropa revaranda vake paruoko rwaro.”+
7 Saka, Mwari haangaiti here kuti vakasarudzwa vake vanoshevedzera kwaari masikati nousiku varuramisirwe,+ kunyange achivaitira mwoyo murefu?+
23 mugungano revanhu vose,+ neungano yematangwe+ akanyorwa+ kumatenga, uye Mwari Mutongi wevanhu vose,+ noupenyu hwomudzimu+ hwevanhu vakarurama vakaitwa vakakwana,+
2 nokuti kutonga kwake ndokwechokwadi uye kwakarurama.+ Nokuti atonga hure guru rakaodza nyika noufeve hwaro, uye atsiva ropa revaranda vake paruoko rwaro.”+