Isaya 66:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Kana ari mabasa avo+ nokufunga kwavo,+ ndiri kuuya kuti ndiunganidze marudzi ose nendimi;+ uye vachauya voona kubwinya kwangu.”+
18 “Kana ari mabasa avo+ nokufunga kwavo,+ ndiri kuuya kuti ndiunganidze marudzi ose nendimi;+ uye vachauya voona kubwinya kwangu.”+