Pisarema 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ruponeso ndorwaJehovha.+Chikomborero chenyu chiri pavanhu venyu.+ Sera. Ruka 1:69 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 69 Atimutsira nyanga+ yoruponeso mumba momushandi wake Dhavhidhi, Tito 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 vasingabi,+ asi vachiratidza zvizere kuvimbika kwakanaka,+ kuti vashongedze dzidziso yoMuponesi wedu,+ iye Mwari, muzvinhu zvose. Judha 25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 iye Mwari mumwe chete Muponesi+ wedu achishandisa Jesu Kristu+ Ishe wedu, ngaave nokubwinya,+ uchangamire, simba+ nechiremera+ mukusingagumi kwose+ kwakapfuura, zvino uye nokusingagumi kwose.+ Ameni.+
10 vasingabi,+ asi vachiratidza zvizere kuvimbika kwakanaka,+ kuti vashongedze dzidziso yoMuponesi wedu,+ iye Mwari, muzvinhu zvose.
25 iye Mwari mumwe chete Muponesi+ wedu achishandisa Jesu Kristu+ Ishe wedu, ngaave nokubwinya,+ uchangamire, simba+ nechiremera+ mukusingagumi kwose+ kwakapfuura, zvino uye nokusingagumi kwose.+ Ameni.+