Mabasa 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nokuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa pakati pevanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+ Zvakazarurwa 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakaona gwayana+ rimire pedyo nechigaro choumambo+ pakati pezvisikwa zvina uye pakati pevakuru+ sokunge kuti rakanga raurayiwa,+ riine nyanga nomwe nemaziso manomwe, maziso anomirira midzimu minomwe+ yaMwari yakatumirwa munyika yose.
12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nokuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa pakati pevanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+
6 Ndakaona gwayana+ rimire pedyo nechigaro choumambo+ pakati pezvisikwa zvina uye pakati pevakuru+ sokunge kuti rakanga raurayiwa,+ riine nyanga nomwe nemaziso manomwe, maziso anomirira midzimu minomwe+ yaMwari yakatumirwa munyika yose.