1 VaKorinde 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Hamuzivi here kuti imi muri temberi yaMwari,+ uye kuti mudzimu waMwari unogara mamuri?+ 2 VaKorinde 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+ VaEfeso 2:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Chivako chose chiri pamwe naye, chichinyatsobatanidzwa pamwe chete,+ chiri kukura kuva temberi tsvene yaJehovha.+ 1 Petro 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 sematombo mapenyu imiwo muri kuvakwa kuti muve imba yomudzimu+ nokuda kwoupristi hutsvene, kuti nokuna Jesu Kristu mupe zvibayiro zvomudzimu+ zvinogamuchirika kuna Mwari.+ 1 Petro 4:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti yava nguva yakatarwa yokuti kutonga kutange neimba yaMwari.+ Zvino kana kukatanga nesu,+ kuguma kwevaya vasingateereri mashoko akanaka aMwari kuchange kwakadini?+
16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+
21 Chivako chose chiri pamwe naye, chichinyatsobatanidzwa pamwe chete,+ chiri kukura kuva temberi tsvene yaJehovha.+
5 sematombo mapenyu imiwo muri kuvakwa kuti muve imba yomudzimu+ nokuda kwoupristi hutsvene, kuti nokuna Jesu Kristu mupe zvibayiro zvomudzimu+ zvinogamuchirika kuna Mwari.+
17 Nokuti yava nguva yakatarwa yokuti kutonga kutange neimba yaMwari.+ Zvino kana kukatanga nesu,+ kuguma kwevaya vasingateereri mashoko akanaka aMwari kuchange kwakadini?+