Ezekieri 40:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Akazondiendesa muchivanze chokunze, uye tarira! maiva nedzimba dzokudyira,+ nenzvimbo yakarongwa matombo yakagadzirirwa chivanze chacho kumativi ose. Panzvimbo yacho yakanga yakarongwa matombo paiva nedzimba dzokudyira makumi matatu.+
17 Akazondiendesa muchivanze chokunze, uye tarira! maiva nedzimba dzokudyira,+ nenzvimbo yakarongwa matombo yakagadzirirwa chivanze chacho kumativi ose. Panzvimbo yacho yakanga yakarongwa matombo paiva nedzimba dzokudyira makumi matatu.+