Jeremiya 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo zvanzi naJehovha, Mwari wemauto: “Nokuti muri kutaura chinhu ichi, tarirai ndiri kuita kuti mashoko angu ave moto mumuromo menyu,+ vanhu ava vachava huni, uye iwo uchavaparadza.”+
14 Naizvozvo zvanzi naJehovha, Mwari wemauto: “Nokuti muri kutaura chinhu ichi, tarirai ndiri kuita kuti mashoko angu ave moto mumuromo menyu,+ vanhu ava vachava huni, uye iwo uchavaparadza.”+