1 Madzimambo 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino Eriya+ muTishbhi wokuvagari vokuGiriyedhi+ akati kuna Ahabhi: “NaJehovha mupenyu,+ iye Mwari waIsraeri wandimire pamberi pake,+ mumakore aya hakuzovi nedova kana mvura,+ kutoti ndarayira neshoko rangu!”+ Jakobho 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Eriya akanga ari munhu aiva nemanzwiro akafanana needu,+ asi mumunyengetero akanyengeterera kuti mvura irege kunaya;+ uye haina kunaya panyika iyoyo kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu.
17 Zvino Eriya+ muTishbhi wokuvagari vokuGiriyedhi+ akati kuna Ahabhi: “NaJehovha mupenyu,+ iye Mwari waIsraeri wandimire pamberi pake,+ mumakore aya hakuzovi nedova kana mvura,+ kutoti ndarayira neshoko rangu!”+
17 Eriya akanga ari munhu aiva nemanzwiro akafanana needu,+ asi mumunyengetero akanyengeterera kuti mvura irege kunaya;+ uye haina kunaya panyika iyoyo kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu.