Zvakazarurwa 13:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iyo yakamira pajecha+ regungwa. Uye ndakaona chikara+ chichibuda mugungwa,+ chiine nyanga gumi+ nemisoro minomwe,+ panyanga dzacho paiva nekorona gumi, asi pamisoro yacho pakanga paine mazita okumhura.+
13 Iyo yakamira pajecha+ regungwa. Uye ndakaona chikara+ chichibuda mugungwa,+ chiine nyanga gumi+ nemisoro minomwe,+ panyanga dzacho paiva nekorona gumi, asi pamisoro yacho pakanga paine mazita okumhura.+