Zvakazarurwa 13:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Chakabvumirwa+ kurwa nevatsvene uye kuvakunda,+ uye chakapiwa simba pamusoro pemadzinza ose nevanhu nendimi norudzi. Zvakazarurwa 17:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino iyo yakati kwandiri: “Mvura yawaona, pakagara hure, inomirira vanhu nemapoka evanhu nemarudzi nendimi.+
7 Chakabvumirwa+ kurwa nevatsvene uye kuvakunda,+ uye chakapiwa simba pamusoro pemadzinza ose nevanhu nendimi norudzi.
15 Zvino iyo yakati kwandiri: “Mvura yawaona, pakagara hure, inomirira vanhu nemapoka evanhu nemarudzi nendimi.+