Zvakazarurwa 11:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Pashure pemazuva matatu nehafu+ mudzimu woupenyu wakabva kuna Mwari wakapinda mazviri,+ izvo zvikamira netsoka dzazvo, uye vaya vaizviona vakabatwa nokutya kukuru.
11 Pashure pemazuva matatu nehafu+ mudzimu woupenyu wakabva kuna Mwari wakapinda mazviri,+ izvo zvikamira netsoka dzazvo, uye vaya vaizviona vakabatwa nokutya kukuru.