Dhanieri 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Ndakaramba ndakatarira pane zvandakaratidzwa usiku, ndikaona nechekoko! mumwe munhu akafanana nomwanakomana womunhu+ achiuya aine makore+ okumatenga; akasvika kune Akakwegura Pamazuva,+ uye vakamuswededza pamberi pake.+ Zvakazarurwa 14:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino ndakaona, uye, tarira! gore jena, uye pagore racho pakanga pagere mumwe akafanana nomwanakomana womunhu,+ aine korona+ yendarama mumusoro make nejeko rakapinza muruoko rwake.
13 “Ndakaramba ndakatarira pane zvandakaratidzwa usiku, ndikaona nechekoko! mumwe munhu akafanana nomwanakomana womunhu+ achiuya aine makore+ okumatenga; akasvika kune Akakwegura Pamazuva,+ uye vakamuswededza pamberi pake.+
14 Zvino ndakaona, uye, tarira! gore jena, uye pagore racho pakanga pagere mumwe akafanana nomwanakomana womunhu,+ aine korona+ yendarama mumusoro make nejeko rakapinza muruoko rwake.