Pisarema 35:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Asi ivo vakafarira kukamhina kwangu, vakaungana;+Vakandiunganira kuti vandirwise,+Vachindirova ndisingazvizivi;+Vakandibvambura-bvambura uye havana kuramba vakanyarara.+ Zvirevo 24:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Muvengi wako paanowa, rega kufara; paanogumburwa, mwoyo wako ngaurege kufara,+
15 Asi ivo vakafarira kukamhina kwangu, vakaungana;+Vakandiunganira kuti vandirwise,+Vachindirova ndisingazvizivi;+Vakandibvambura-bvambura uye havana kuramba vakanyarara.+