Zvakazarurwa 11:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vaya vanobva kuvanhu nemadzinza nendimi nemarudzi+ vachatarira zvitunha zvazvo kwemazuva matatu nehafu,+ uye havaiti kuti zvitunha zvazvo zvivigwe muguva.
9 Vaya vanobva kuvanhu nemadzinza nendimi nemarudzi+ vachatarira zvitunha zvazvo kwemazuva matatu nehafu,+ uye havaiti kuti zvitunha zvazvo zvivigwe muguva.