Zvakazarurwa 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 vakuru makumi maviri nevana+ vanowira pasi pamberi poUyo akagara pachigaro choumambo ndokunamata+ Uyo anorarama nokusingaperi-peri, uye vanokanda korona dzavo pamberi pechigaro choumambo, vachiti: Zvakazarurwa 14:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vaiimba+ rwaiita sokunge kuti rwiyo rutsva+ vari pamberi pechigaro choumambo nepamberi pezvisikwa zvipenyu zvina+ nepevakuru;+ uye hapana akakwanisa kunyatsodzidza rwiyo irworwo kunze kwevaya vane zviuru zvine zana nemakumi mana nezvina,+ vakatengwa+ vachibva panyika.
10 vakuru makumi maviri nevana+ vanowira pasi pamberi poUyo akagara pachigaro choumambo ndokunamata+ Uyo anorarama nokusingaperi-peri, uye vanokanda korona dzavo pamberi pechigaro choumambo, vachiti:
3 Vaiimba+ rwaiita sokunge kuti rwiyo rutsva+ vari pamberi pechigaro choumambo nepamberi pezvisikwa zvipenyu zvina+ nepevakuru;+ uye hapana akakwanisa kunyatsodzidza rwiyo irworwo kunze kwevaya vane zviuru zvine zana nemakumi mana nezvina,+ vakatengwa+ vachibva panyika.