Isaya 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino pazuva iroro+ chokwadi iwe uchati: “Ndichakuongai, haiwa Jehovha, nokuti kunyange makanditsamwira kwazvo, kutsamwa kwenyu kwakazopera,+ imi mukandinyaradza.+
12 Zvino pazuva iroro+ chokwadi iwe uchati: “Ndichakuongai, haiwa Jehovha, nokuti kunyange makanditsamwira kwazvo, kutsamwa kwenyu kwakazopera,+ imi mukandinyaradza.+