Eksodho 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+ Amosi 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti tarira! Muumbi wemakomo+ noMusiki wemhepo,+ Iye anoudza munhu wepanyika kuti zvaanofunga ndezvipi,+ Iye anoita kuti mambakwedza ave rima,+ Iye anotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika,+ ndiye ane zita rokuti Jehovha Mwari wemauto.”+ Zvakazarurwa 16:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndakanzwa atari ichiti: “Chokwadi, Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ zvamakatonga ndezvechokwadi uye zvakarurama.”+
3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+
13 Nokuti tarira! Muumbi wemakomo+ noMusiki wemhepo,+ Iye anoudza munhu wepanyika kuti zvaanofunga ndezvipi,+ Iye anoita kuti mambakwedza ave rima,+ Iye anotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika,+ ndiye ane zita rokuti Jehovha Mwari wemauto.”+
7 Ndakanzwa atari ichiti: “Chokwadi, Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ zvamakatonga ndezvechokwadi uye zvakarurama.”+