Eksodho 9:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi chokwadi ndaita kuti urambe uchirarama nokuda kwechikonzero ichi,+ kuti ndikuratidze simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.+ Jobho 37:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Kana ari Wemasimbaose, hatina kumuwana;+Akakwidziridzwa musimba,+Haazozvidzi+ kururamisira+ nokururama+ kukuru. Isaya 40:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Tarirai kumusoro muone. Ndiani akasika zvinhu izvi?+ Ndiye anobudisa uto razvo maererano nokuwanda kwazvo, anozvishevedza zvose nemazita azvo.+ Nokuda kwoukuru hwesimba rake guru,+ zvaainewo simba guru, hapana kana chimwe chete chazvo chinoshayikwa. VaRoma 9:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Farao: “Nokuda kwechikonzero ichochi ndaita kuti urambe uchirarama, kuti ndiratidze simba rangu nokwauri, uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.”+ Zvakazarurwa 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Jehovha, imi Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nokuremekedzwa+ nesimba,+ nokuti makasika zvinhu zvose,+ uye nemhaka yokuda kwenyu+ zvakavapo uye zvakasikwa.”+
16 Asi chokwadi ndaita kuti urambe uchirarama nokuda kwechikonzero ichi,+ kuti ndikuratidze simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.+
23 Kana ari Wemasimbaose, hatina kumuwana;+Akakwidziridzwa musimba,+Haazozvidzi+ kururamisira+ nokururama+ kukuru.
26 “Tarirai kumusoro muone. Ndiani akasika zvinhu izvi?+ Ndiye anobudisa uto razvo maererano nokuwanda kwazvo, anozvishevedza zvose nemazita azvo.+ Nokuda kwoukuru hwesimba rake guru,+ zvaainewo simba guru, hapana kana chimwe chete chazvo chinoshayikwa.
17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Farao: “Nokuda kwechikonzero ichochi ndaita kuti urambe uchirarama, kuti ndiratidze simba rangu nokwauri, uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.”+
11 “Jehovha, imi Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nokuremekedzwa+ nesimba,+ nokuti makasika zvinhu zvose,+ uye nemhaka yokuda kwenyu+ zvakavapo uye zvakasikwa.”+