Pisarema 99:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 99 Jehovha ava mambo.+ Marudzi ngaadedere.+Iye agere pamakerubhi.+ Nyika ngaizununguke.+ Zekariya 14:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Jehovha achava mambo panyika yose.+ Pazuva iroro Jehovha achava mumwe chete,+ uye zita rake richava rimwe chete.+ Zvakazarurwa 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+
9 Jehovha achava mambo panyika yose.+ Pazuva iroro Jehovha achava mumwe chete,+ uye zita rake richava rimwe chete.+
6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+