RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Hosiya 12:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Ndakataura nevaprofita,+ ndikawanziridza zvairatidzwa, uye ndakaramba ndichiita mifananidzo ndichishandisa vaprofita.+

  • Amosi 3:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Nokuti Changamire Ishe Jehovha haazoiti chinhu asina kumbozivisa zvakavanzika zvake kuvashumiri vake, ivo vaprofita.+

  • Mateu 2:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 uye akasvika, akagara muguta rinonzi Nazareta,+ kuti zvizadzike zvakataurwa pachishandiswa vaprofita, zvichinzi: “Iye achanzi wokuNazareta.”+

  • Mabasa 3:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Asi Mwari akazadzika saizvozvo zvinhu zvaakafanozivisa achishandisa miromo yevaprofita vose, kuti Kristu wake aizotambura.+

  • VaRoma 1:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 aakapikira kare muMagwaro matsvene achishandisa vaprofita+ vake,

  • VaHebheru 1:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 1 Mwari, uyo akataura kare kare panguva zhinji+ uye nenzira zhinji nemadzitateguru edu achishandisa vaprofita,+

  • Jakobho 5:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Hama, fungai nezvevaprofita+ vakataura vachishandisa zita raJehovha+ somuenzaniso+ wokutambura nezvinhu zvakaipa+ nokushivirira.+

  • 1 Petro 1:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Kubvunzisisa nokunyatsoongorora+ pamusoro pokuponeswa ikoku zvakaitwa nevaprofita avo vakaprofita+ pamusoro pomutsa usina kukodzera kuwanwa wamakaitirwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe