22 Zvisinei, ndinoramba ndichipupurira vose vakuru nevaduku kusvikira nhasi, nokuti ndakawana rubatsiro+ runobva kuna Mwari, asi pasina chandinotaura kunze kwezvinhu zvakataurwa mune Zvakanyorwa nevaprofita+ uyewo Zvakanyorwa naMosesi+ kuti zvaizoitika,